plan cul gratuit - plan cul lyon - voyance gratuite immediate

LYRIC

Taura Shoko (Speak A Word) – Michael Mahendere Lyrics 

Lyrics Are Arranged as sang by the Artist
OFFICIAL Video at TOP of Page


YouTube Video




[Verse 1]
Shoko renyu ribenyu
Rinesimba 

Rinotonga, harimbo kundikane

[Verse 1 – Translation]
Your Word is Alive,
It has Power
It Reigns, it doesn’t fail

[Chorus]
Totaura shoko
Totaura sho rohupenyu
Zvose zvinonzwa
Totaura shoko
Totaura sho rohupenyu
Zvose zvinonzwa

[Chorus – Translation]
We Speak the word
We speak the word of life
Everything responds to it

[Repeat Verse 1]
Shoko renyu ribenyu Rinesimba 

Rinotonga, harimbo kundikane

[Chorus]
Totaura shoko
Totaura sho rohupenyu
Zvose zvinonzwa
Totaura shoko
Totaura sho rohupenyu
Zvose zvinonzwa

Taura Shoko (Speak A Word) – Michael Mahendere Lyrics 

[Verse 2]
(Rinocheka kupfura munondo
Munondo unocheka kwose kwose
Rinotonga, harimbo kundikane

[Verse 2 – Translation]
It is sharper than a Sword
The double-edged Sword
It Reigns, it doesn’t fail

[Chorus]
Totaura shoko
Totaura sho rohupenyu
Zvose zvinonzwa
Totaura shoko
Totaura sho rohupenyu
Zvose zvinonzwa

[Verse 3]
{Makomo anosuduruka neShoko 
Ngetani dzinondambuka neShoko
Masuwo anozaruka neShoko
MuZita raJesu Kristo} [x2]

[Verse 3 – Translation]
Mountains are cast away by thy word
Chains are broken by thy word
Doors bust open by thy word
In the name of Jesus Christ

[Verse 4]
Zvaka zvinomuka neShoko 
Zvisipo zvinovapo neshoko
Tinosika zvatinoda nairo shoko 
MuZita raJesu Kristo

[Verse 4 – Translation]
What was dead,
Comes to live by the word
Things are made to exist by the word
We create what we want
By the very same word
In the name of Jesus Christ

[Chorus]
{Totaura shoko
Totaura sho rohupenyu
Zvose zvinonzwa
Totaura shoko
Totaura sho rohupenyu
Zvose zvinonzwa} [Repeat]



Please Rate this Lyrics by Clicking the STARS below

Taura Shoko (Speak A Word) – Michael Mahendere Lyrics 

Also click to Follow US on FaceBookInstaGram, and  Twitter


END


Please Add a comment below if you have any suggestions
Thank you & God Bless you!
The Lyrics are the property and Copyright of the Original Owners
Lyrics here are For Personal and Educational Purpose only!


Added by

Editor

SHARE

Comments are off this post

ADVERTISE HERE

VIDEO